Most Recent


i.a person who tells on someone (snitch)

ii.a person who always messes things up.


Mfana uya mumero.Akaudza mdara wepanext door kuti ndini ndikumhanya nemwana wake.


home


rega ndibaye <b>paden</b>
<br><i>let me go home</i>


a person/people standing at a bus stop but not wanting to get into a kombi/bus


siyana navo in'anga idzi


make something happen. e.g progress a deal


mudhara fayisa zvinhu izvi


mother, mother figure


mhoms vangu vafara pavandiona.

mhoms yepa next door inowonererwa.


It is to cheat.


Mdara uya ndakamubhosha.Ndakamutengesera phone yakafa.


(v) It means having knowledge about something.


(i) Bla T varikuwanzira Fidza but havasi kuketa kuti arimu-den.
(ii) Kana usingakete Zimdancehall wakasara.